
Zim Elites Official 🇿🇼
June 20, 2025 at 02:21 PM
Hie Tee inii zuva randinogara ndichigaya iday randaka nokerwa door namoms apa ndanga ndakavharira muface haaa iwee.. Ndakadikitira ndchinzwa mom vachir vhura dooor ndakatogaya kut maybe vanzwa noise so ndakango pa sign kumuface kuti pinda pasi pembhedha muface kwakupinda inii ndchivhura door payaa apa boots dzemuface dzayive paside pebed I think mom's Havana kudzionaaa.. Vapinda paye ndobva vandiudza zvavayida kundudza coz vayida kubuda ayiva maksen Kuma past 4 unongozivaa Tee mabus ekumusha unotomukiraa.. Saka vakazoona comforter ravo new one riri pabed haa hakapenga Tee hanzi unogona kusvibisa usingade kuwacha vakabva vabuda havo pasina kana chavakafungiraa... Mface paakadakubuda paye ndkat imbomira mbichana panogona payine chavakangamwa zvisiney ndakadongorera nepawindo ndikaona vakudzoka ndkat nyarara vaka knocker ft vakapinda haaaa vachibva vazoyendaaa haavoo mface akazobuda tikarova round rekupedzisira😂😂😂🙌🏼 akabva atoyendaaa zvake nayiwayo ndinoti hareruyaa
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😂
😮
😢
❤️
🙏
👍
239