Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 20, 2025 at 03:01 PM
Chese chinoda kufumurwa ✅ Everything from NDUNDU ✅ Tilda live ✅ https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a Umwe mwanasikana anotanga kurwara and ganda rake rinotanga kusvuuka asi vabereki vemwana pavanozoenda kuneimwe N'anga vanobva vatoona muroyi airoya mwana uye muroyi uyu aionekwa paGizazi. (Follow first nekuti full story iri kuchannel kwedu) 👇🏻👇🏻 https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a Pane umwewo mwana uyo ainge ari form 4 uyo akangomuka umwe musi achirwadziwa nemaziso ake , mwana uyu akabva azotangawo nekurwadziwa nemuviri wese uye ganda rake rakabva ratanga kusvuuka . Vabereki vemwana vakabva vaenda kune imwe n'anga and vakabva vapindawo mumatare vachidawo kuona muroyi airoya mwana wavo. N'anga yakabva yatora dish rayo ndokubva yaita zvayakaita ndokubva yachiudza vabereki vemwana kuti vatarire mudish iri asi mushure mekunge vabereki ava vasati vatarisa mudish vakabva vanwiswa umwe mushonga wavakanwa and panguva iyoyo paimba apa pakabva parova mheni , zvadaro zveshuwa muroyi akabva aonekwa mudish uye aive ari .... (sekuru vakabva vaita zvavakaita and zvinoshamisa hazvo)😭😭😭. 👇🏻👇🏻👇🏻 Full story yenyaya iyi munoinzwa paAudio yaTete Tilda yakareba iyo 40 minutes yatakaisa kuchannel kwedu nenguva dza 17:15 nezuro nekudero follow unoiona yese isati yaenda kure + nhasi ndirikuuya nenyaya iya yemudzidzisi wekunwa ropa revana vechikoro nekudero follow nekuti tave neLatest update 👇🏻👇🏻👇🏻 https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a Zvimwe zvinogona kukubetserawo 👇🏻👇🏻 1. Kana muri amai muchangobva kuzvara mwana wenyu munokurudzirwa kudya nyimo dzakakangiwa kuitira kuti mukaka wemwana uwande. 2. Waizviziva here kuti kudya derere kunoita kuti uzvidzivirire kuzvirwere zvakaita seitsvo + derere rinodzikisa sugar kune vane chirwere cheSugar. 3. HOUSE LIZARD ( DZVINYU) 👇🏻👇🏻 Follow unzwe zvarinoshanda (follow ugare uchibatsirikawo) Follow for more 👇🏻👇🏻
😂 ❤️ 👍 😢 😮 6

Comments