
Zim Elites Official 🇿🇼
June 20, 2025 at 04:01 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hie Tee ndakati rimwe gore ndaiva kumasvingo ....so ndakadanana nemface wangu ...takadanana zve4. months chete zvese taiita especially bonde ummmm mkomana aigona basa hake iyeye .......panguva yacho ndaishanda basa rekubika sadza asi taibika manheru nokuti taibikira pamabhawa .saka pabsa pandaishanda pakabva pauya umwe musikana webasa muface wangu ndobva achiva musikana uya akamunyenga vakadanana ndobva ndazviziva tikarambana nemface after that muface aiva nebrother yake ndobva ndaronga plan yekumurwadzisa ndini uyoo kundonyenga brother vake 🤣🤣 ndobva tadanana ..musi wavakangobvuma KT tidanane ndakabva ndavati ndoda korara kumba kwenyu apa kushata kwazvo vairara mu one room kkkk.haaa takaenda ndikanorarako boom kwava kuma11 mukomana akapindira paden achipinda mumba akawanika ndirimo takatorara pamubhedha nebrother yake ...haana chaakataura ....kushata kwazvo vairara vakafuga one blanket chemusi iwoyo kkkkk mkomana akabva Ati ndoda kurara mkoma vake vakati huya urare takarara takafuga blanket rimwe tee.aaaah namkoma vake taikwirana zviya zvekumusvotesa ndichichemerera zvekuita noise zviya ndakazoona andiisira msg zvikanzi wandirwadzisa ungabva wavata nablaz vangu ndiripo ....ndikati wamama ini wakandirwadzisa zvishoma HR ...
😂
😮
😢
❤️
🙏
👍
322