
Zim Elites Official 🇿🇼
June 20, 2025 at 04:19 PM
Hie Tee chitupa viga in ndine zuva randisingakanganwe ndakadanana nemukomana wangu 2yes ndichiramb kuvata naye akazondinyengetedza akatii hona kwasara 1week chte kutii ndikuroore ndipoo ndakabva ndamupa paye mangwanaa ndokufuma aenda harare akanditii tevera tinotenga grocery rekutii ndirore ndokubatsiran paye mari ndini ndaichengeteswa takapedza kutenga ndokunditii mari ye buz chitungamira ndinotevera uku list rainge rakatonyorwa kare atorii naroo 😭😭😭😭mangwanaa acho ndakatii regai ndifonere mumwe wangu ndakabva ndanzii iwe imbwa iwe ukudeyii ndakatonoroora in kwamutare andina kuzoona kutii chii chakaitika ndakazongoona ndave muchipatara kubva ippo mukomana iyeyo akunetsa kubva mupfungwa dzangu ndinotii kwauri ikko mwari ave newe
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😢
😂
😮
🙏
👍
❤️
288