
Zim Elites Official 🇿🇼
June 20, 2025 at 06:50 PM
hi Tee... Ini zuva randisingakanganwe ka kkkkkkk Rega nditange ndaseka zvangu ndini uyo boom kumba kwemkona wangu Saka ndakasvika zvinhu zvakachinja ndobva taenda kumba kwemuzukuru wake takanoita bonde ndokutora ma sock emuzukuru uya kwakupukutisa azouya manje muzukuru uya ndiye nyamu ma sock Aya kwakupfeka iweeee ndisabatwe netsetswa kudaro iye akungoti mkusekei gogo zuva iroro andiri kanganwe sorry nekurebesa plz chitupa pasi pedombo
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😂
😢
😮
🙏
❤️
👍
167