
Zim Elites Official 🇿🇼
June 20, 2025 at 07:04 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hie Tee pliz hide ini zuva randisingakanwi it was on 2018 ndiri pamba pangu zvangu hubby akauya nemumwe musikana anogara muline redu ndaitomuziva very well and tainamata tese hubby akati vauya kuzokuonai but l wonder why vauya vese and l dicided kunyepera vanhu ava ndakati regai ndinotenga chingwa ndokuwanai muno vakatoti boe paye ndakabuda since pamba paiva nedurawall Havana kutarisa kt ndaenda hr ini ndakangopota kuseri nekutodzoka nekutowana hubby atori pamusoro pechurch mate ndakarwadziwa and ndakabva ndatotakura kanoti ini kese ndakaenda but Mwari vanongozviita Vega musikana akazoroorwa and ndakatsvaga hubby wake kusvika ndamuwana ndakamuudza kt mukadzi wake ndiye akapaza imba yangu so l need revange haana kuramba now ndiye akutondichengeta my church mate ari kusuffer handina Basa nazvo ini
😂
😮
😢
❤️
👍
🙏
421