Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 20, 2025 at 07:30 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee zuva randisingakanganwe Munin,Ina Wangu akarwara ndini ndaimupepa hwaiva usiku Kuma ten akarara akasumudza ruoko kundibhaibhisa handina kuziva kuti aitichisara takarara ndakapepuka ndichivhunduka kumutarisa kuona ziso akasvinhura atoffa mwana wake aitorezva mai vakafa takamuviga ndakasara ndochengeta mwana wake mwana akazorwara babavacho vakati handei kuchipatara ndakabereka mwana akakosora gosora kaone ndakanzwa kuti kumusana kwangu hakuna kumira mushe ndasvika ndakati babamunini torai mwana kumusana mundipe ndibate mumaoko mwana anga atoshaika kare ndikazvifunga ndinonzva misodzi yangu kubuda
😢 😮 🙏 ❤️ 😂 👍 580

Comments