Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 21, 2025 at 06:38 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee Ini zuva randisingakanganwi uye ndinorivenga musi wa 21 Feb 2011 pandakashaikirwa ne first born yangu ane 1 year uye ari mkomana. Zuva iri kusvika nhasi 2025 yatava ndinotadza kurikanganwa ndinosuwa zvakanyanya pamazuva iwaya. Now handichakwanisi kubara vana komana ndangova ne vaskana vatatu. So ndinoti kwauri mwanangu zorora murugare chero zvazvo ini na baba vako tiri kunetsekana kuzvipfuudza. Nanhasi mrume wangu anongondidaidza nezita remwana iyeyu wekushaika despite the fact yekuti tava nevamwe vana chero zvake achivada sei anongondidaidza ne zita re first born yedu
😢 ❤️ 🙏 😂 😮 👍 240

Comments