
Zim Elites Official 🇿🇼
June 21, 2025 at 03:15 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hie Tee . ini zuva randisingakanganwi .that was 2023 27 march. ndaiva nenhumbusaka nhumbu yakarwadza nekuti mazuva acho anga asvika ndakaenda kuclinic zvikanzi macm haasi kufamba ndokunzi ndiende kuhospital ndichisvika ndakanzi haasi kufamba macm pakazonzi nemanurse mwana akufemera kure ndopandanzwa waist kuregedzera ka1 nekupusher mwana atoffa apa ndanga ndaane 11yrs ndichitambura mbereko. tee ndakarwadziwa nanhc ndinofunga kana kuzvipfuudza zvangu panyika handirikanganwi zuva iroro. apa mimba yacho yaakurambazve kubata 😭
😢
🙏
😮
❤️
😂
244