
Zim Elites Official 🇿🇼
June 21, 2025 at 04:26 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hie Tee
Ini zuva randisingakanganwe pandaive. Form 3 . So muface wangu akauya kunditora kuxul kaitove kafriday tikaenda kuouting . Ndobva tarivara kuzokurumidza kudzoka kumba . 8 yakachaya tiriki kumafaro n then 9 tichipindira paden haaa mom yaive yakabipper , zvikanzi waivepi ndikati kustudy kkkk zvikanzi good mwana vakati vaive uinaani kustudy ndobva ndareva mazita evanhu kwave kufonerwa zvikanzi hatisi kuiziya study iyoyo haaa ndakabhurwa ndati nemuface ndakabva ndamuramba . Neiwayo ndinoti hareruya
😂
❤️
👍
30