
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 18, 2025 at 06:49 PM
Hey Luvah pl€ase h¡de.
It was not me but my sister she was m@rried akatochata. Mwari vakatonga murume akafa. Then 2011 vakadanana nemusoja aishanda ku guarder pamba peumwe munhu anga ari mu government yet my sister was a maid. Vakadanana Rudo rukatsva sister yangu akamitiswa basa rikapera. Mukomana akabvuma nhumbu. Sister yangu akaenda kumusha but few days to her delivery mukomana akamuudza kuti mwana akabuda ari n€gative haasi wangu. My sister haana kubviira ambonyoresa nhumbu due to ma finances. 18 April 2011 nhumbu yakarwadxa akasvika aka testwa iye ne mwana vese vakabatwa p0s¡tive. They lost contact nemurume haazive hama dzemurume. Mwana she is now 14 years azive baba. My sister passed away 13 April 2025. Zvinhu zvinondidya moyo kuti sei baba vasingade kutsvaga mwana wavo. Your daughter l0ves you soo much with her c0nd¡tion ndotobatikana💔💔💔💔Mastreets haasi sa@fe guys be s@fe.
https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27800
😢
🙏
❤️
💙
🔥
😂
18