Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 19, 2025 at 02:21 PM
****Batsirai wo Hama yenyu ndatambura 🤞🤞*** Nezuro ndakasangana na x- Wangu mu JOINER CITY...achi tsvodana 💋😘ne boyfriend yake 👫itsva..ndakavatarisa 👀,akandiona and she kissed 😘him more and akandibvunza Kuti ko ndaiitei hangu mu JOINER CITY... I told her mukadzi Wangu ane nhumbu 🤰and want to buy zvinhu zvemwana .. I was very very happy🤗🤗😜 guys ,becoz..I spoke as if abvunza Kuti Ndikunzwa sei .. I proceed to the store ,Ivo vakango nditarisa havo...ndakatenga 3 mabucket ,2 madish , diapers,baby seat ,a baby bed , Prema,bicycle ,hembe ,ma pampers..ndichibva nda hire chimota kuenda kumba Iye ne boyfriend yake vaive vakangonditarisa havo 👀...I felt good about it .. The problem now is ..handina kana girlfriend ...kana nhumbu hapana 😭😭...so pliz 🙏vanhu vamwari hapana anozivawo mukadzi ane kamwana kacheche ndikutengesa,ma buckets , pampers, diapers,nezvimwe zvakadaro ...with affordable price... I was suppose kubhadhara rent ...pliz help munhu asati apinda pa Street pliz help🙏🙏🙏🙏vanhu vashe https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27820
😂 🙏 🤣 ✌️ 👍 😢 😮 36

Comments