Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 20, 2025 at 06:39 PM
Hie Luvah pliz post for me ini ndauya pano ne secret yemhuri yedu .nyaya yangu yakadai.mhuri yedu imhuri yakakurira mudhorobha but musha kuruzevha taiva nawo mukukura kwedu baba vangu munhu angaanemari dzake uye nanhasi munhu wemari dzake .mumba medu takazvarwa tiri 2 inin ne brother yangu .tese tiri 2 tiri vanhu vakadzidza chaizvo umwe neumwe anebasa rake .takat tasvitsa ma 18 years my father vakabva vatitengera dzimba yake yake ne mota yake yake inin i choz kugara mugweru and ndikabva ndatengerwa imba ikoko kunonz ku delsford .my brother akatengerwawo yake ku kamfinsa mu harare akatengerwa ne mota yake.my dad vakabva vavhura company mugweru im the one anoi manager .ivo vabereki vedu they stay ku borrowdale .one day ndakabva kumba kwangu kugweru ndikashanya kumba kwedu zvisina ani aiziva ndakasvika kumba ku borrowdale ndokungovhura gate ndokupinda sezvo richivhurwa ne remote ndakati ndichisviko pinda mumba ndakavhunduka ndchiona baba vangu vakamonerwa nezinyoka richivananzva muviri wese ukuwo amai vakanga vari musvo vachinanzviwawo nenyoka ndakafunga kut maybe andis kuona mushe ndakaita zvivindi ndika swedera mudhuze ndikaona kuti zveshuwa zvandaiona ndizvo ndakabva ndamhanya kudzokera panze mumota ndikanogara ndichifunga zvandainge ndaona after 30 minutes my dad vakabuda panze vachida kupinda mumota kuti vabude he then saw my car vakandibvunza kut koo wauya nguvai and why wagara mumota usina kupinda mumba he didnt noe kut ndandambopinda mumba ndikawana vachinanzviwa nenyoka but panguva yacho avana kundiona ndakangovati aaa ndchangosvika hangu i didn't want to get inside bcz i wanted to make it a surprise kut pamobuda mundione panze.he was happy and avana kufungira kut ndavaona .mumba medu ku upstairs kuneimwe room isngavhurwe inongopindwa na dady na mama chete ini chaiye marriege yaramba pamba pedu panochinjwa ma maids every 6 months vamwe vanongosiya basa zvisina notice and vamwe kungoenda ku first off haachatodzoke.sometimes husiku unogona kunzwa kufamba kwenyoka mu passage .ndakambomuka ndichida kuenda ku toilet husiku ndikasangana ne mupurwa mu passage i was shocked kut mupurwa wapinda sey mumba muno i screamed pandakavaudza vakangot popota vakati you are delusional zvinhu zviri mu brain dzangu .in short ndongot baba vangu vakaromba and kumba kwedu akuna chisiko we have everythjng but marriege ini ne brother yangu zvaramba pliz help us hama .my brother akamboita accident yemota yake ikanz beyond repair dady vakangomut asarudzee yaaida pa mota dzavo 8 dziri pamba we live a soft life but hey zviri mumhuri medu zvakaoma uye zvinotyisa veduwe https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27862
😢 😮 ☠️ ❤️ 👍 💔 📲 😭 🙆‍♀ 26

Comments