
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 21, 2025 at 04:15 PM
Reposted
Small house yakauya kumba ikasvika baba vakagara nemukadzi wavo .Baba vakasimuka vachimhanya kudoor zvikanzi "wauya kuzotora book riye rinonzi speak in english my wife does not understand that language .Zvikanzi nesmall house ehe nerimwe rakanzi "i have been waiting for you for 2 hours and you didnt come"Zvikanzi "yaah uverenge chapter yakanzi i will be there in 30 min"zvikanzi uverengewo yakanzi if yu dont show up i will be back here again.-apihwa chibook ndokuenda.Vavamumba zvikanzi nemukadzi ende daddy kamuskana kakadzidza aka,ivo ndokudaira vachiti chokwadi kakadzidza.Mukadzi akati kumurume wake munditengerewo book rinonzi "Remember I am not a fool"panetopic yandinoda inonzi "if you leave go forever" neimwe yakanzi "whether you go or not,i'm going to deal with both of you accordingly"
https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27883
*SHARE*🔥🔥🔥
😂
😮
🙏
11