Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 19, 2025 at 03:15 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37 *Kurapa maziso, mazino,nzeve, piles/musana, BP, moyo, tsanga muziso, chikosoro, zvisasa, kusimbisa baba,kudzosa mudiwa,jeko, mbereko,acids/nyong'o,kudzinga nyoka,mudumbu,buka, sari, kuwedzera ropa, kurumwa nenyoka* . *Munhundurwa* *Midzi yacho inorapa zino unochera woboiler uchifunda mvura yacho uchisipa. *Inorapa maacids kutsenga midzi yacho. **Kurapa zvisasa* unosvinira muto wenhundurwa pane chisasa zvinovava bt within 6hrs chenge chaoma *Mashizha unogeza nawo kudzinga mhepo. *Midzi ukaikacha kacha ukaisa mumvura ukageza nayo inodzinga bvuri. **mudumbu* . Unochera midzi woomesa wokuyainorapa mudumbu , constipation bt pliz unonanzva a pinch ukawanza unoswera ugorara mutoilet uchipazha so musawanza *Midzi yawo ukasanganisa negavakava nemudzi wenhengeni zvinorapa siki *. *Mushonga wenyoka* ...kana munhu arumwa nenyoka unotora midzi yacho woisa mugango woipisa kusvika yava kupfupfunyuka kuita dota wotemera nyora *Kuwedzera ropa* kana wakanzwa se une ropa shoma, tenga hupfu wezviyo ne orange crush original obika porridge. Dont use water, use orange crush. At least 3days u shld b normal. Usacheme sari kubva nhasi tora gwati reuyu woripisa wotora dota racho wopota uchizora pasari ipapo every day kuseni nekumhanheru asi zvinoti swinyei but panopera mazuva mashanu chinenge chapera ukaita zvandareva haridzoke futi *Buka torai makoko emazai ehuku yatsotsonya momapisa kana atsva momakuya oita hupfu sanganisai nemafuta ehwai neenzungu mopota muchizora vana nyaya yekuvhunduka inodarika zvakanaka* *Kusuka mudumbu* Idyawo pawpaw kamwechete pamwedzi *Kukosora* Kwatisa pamoto maruva emupawpaw.Sanganisa nehuchi wopota uchinwa Miti inorapa *Mazino* boil mashizha emupangara kana muzeze. Mvura yacho munopfunda mumukanwa pazino racho moisvipa. *Mudumbu* kuruma ruma kwemudumbu shandisai chifumuro kana murumanyama. Munotswanyatswanya moisa mumvura monwa. *Nzeve* torai mashizha emutohwe kana midzi yacho. Motswanya moisa tumvura mosvinira munzeve macho. *Tsanga muziso* kana ichangotanga torai damba mbishi. Ritsemurei motswanyatswanya zvemukati kuti mutore muto wacho. Mowedzera tumvura moisa pakajira mosvinira muziso racho. Kuisa mukajira kuitira kuti tsvina yedamba isapinde muziso asi muto chete. Inopera within a week. *Nyoka pachivanze* cherai midzi yemuroro moisa mumvura in a bucket for an hour then modira around chivanze. Smell yacho ino dzinga nyoka. *Acids/nyong'o* imwai makwati emurumanyama or kutsenga tsangamidzi *Kudikitira mushangu kana hapwa* dirai soda mushangu kana muhapwa zvinoita kuti musadikitira uye kuvhara hwema *Jeko* vhaidzai mutsine kana ma shizha ema carrots monwa mvura yacho. *KIURAPA MUSANA/piles* Kunevanorwadziwa nemusana uya unobuda kunze.Munotora Mutsine(black Jack)munodai munoudzura nemidzi yawo mongozunza madhaka mouisa mutin hombe repamoto wakadaro moisa mvura moboilisa Kana waboila mobura moisa muBacket mogara steam iya ichirova pacho panemusana unorwadzamoita muchisimuka muchigarachakakosha kurova kwesteam mapedza munochera gomba modira chimuti chiya zvese nemvura yacho monyatsoofusira matopedza. *MOYO KANA BP* Midzi yegavakava inorapa vaya vanorwadziwa nemoyo kana kurova kwehana blood pressure munonyika mumvura mopota muchimwa mvura yacho *Mbereko* *Tora mashizha embambaira nechitambo chiya chamunodyara chiya woboilisa mvura yacho wonwa kwemazuva 7 muchangobva kunguva* *Inwai mazuva ose kuseni cup yemvura manheru musati marara cup yemvura kusvika 7days dzakwana* *Unogadzira zvitsva mazuva ose zvamunenge washandisa nhasi mangwana hazvichashanda* *Come back with testimony after 2 months Tenga pregnant test udzoke tobva taita kut pamuviri pasabva ubate mwana wako* *CHIKOSORO* Kana une chikosoro chinoita sechine maronda muchest tora pawpaw leaves akaoma and boil and put a bit of salt imwa katatu pazuva kwemazuva maviri. *Kana uchida KUT munhu wako adzoke* Unonyora Zita remukomana wacho nemutupo wake pachimucheka chichena wotora brown sugar nefodya yemhino wozvisanganisa unozviitira musango paunotaura unenge wakazviisa Pasi wapedza wosunga wosvaka zidombo wotsikirira wofuratira haucheuki hakurambi futi kusvika murufu iweukamuramba anozviuraya Mari anokupa kunonoka Usati wata *For Men* *MAKE YOUR JOYSTICK STRONGER🍆🍆* Don't be a 60 seconds man at home Tora mazai 3. 300ml fresh milk. 300ml coke original. 3 ripe bananas. Sanganisa unwe kuseni usati wadya. Kana ukazviita 3 days uchavhundutsa mukadzi. https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37
👍 ❤️ 👏 😂 🙏 🤣 8

Comments