
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 19, 2025 at 04:26 PM
*Mudzimba With Zim Online News*
FOLLOW THIS CHANNEL
https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V
Ndivigei, ndirikunzwa kunyara nezvandakaita weekend ,ndakanetsana namadam vakaramwa vakainda kwamai vangu vakasiya vana nokuti tinamaid ,akangoti rega ndimbonotaura namai vako ndanetawo, ndakabva ndasra ndikaenda kubar kwakudzoka manheru musikana akandivhurira door ndikati mhamha vadzoka here akati aiwa ,handitozive zvakafambasei ndakakiya door ndokubata sisi ruoko hana zvakataura bvandamukisa akatoresponder woo ,takanorara kubedroom kwake husiku hwese ndakapepuka munhu aripachest pangu achindipuruzira ndakangomuti zvaitika izvi hatifane kuzvipamhazve iye kwakuti ehoi ,madam yakazouya namomz takagadziriswa but l cant face this maid of ours and my wife same time am regreting bigtime.
😢
😂
💔
7