Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 20, 2025 at 08:39 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O Chivhuno ..... Chinobatsira pane izvi Munhu asungwa kucourt Kumabasa Business Kumunhu akakuvenga Pamusika kana mushop Washanyira munhu akaipa Chivhuno chinoshandiswa zvichienderana kuti ukuda kushandisa panhau ipi... Sevaya vanoita zvekutengesa ...unoona pashop kana musika ahusi kutengwa vepa next pake zviri kutengwa umwe anokuisira mhingaidzo kuti vatengi vasauye pauri zvino unotora chivhuno kuvhuna izvozvo zvopedzwa ..chivhuno pabasa rachona rakati kurei pasimba kudarika chifumuro Munhu ukaushandisa chivhuno uchienda kinotongwa kudare redzimhosva unochishandisa kugeza nacho nekuzora woenda kusvika nekuvhuna mutongi wotonzi hapana nyaya Mabasa Acho anosiyana siyana zvichida kuti ukuda kushandisa panhunha ipi https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37
🙏 ❤️ 😢 4

Comments