Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 20, 2025 at 06:02 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O : *KUROYONORA VARUME OR VAKADZI VAKASUNGWA NHENGO YEPABONDE* https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37 Tora guri rechibage rakaoma, Riya rava neburi pakati. Chiita wet muburi imomo ichipinda nekubuda muburi iroro..Zvatofumuka yaa dad yakuto muka. Kuna Mai zvatovhurika bonde rakuto batwa, Marwei anyura. *VARUME VAKASUNGWA NHENGO YEBONDE* 1. Tora nyimo mbishi wodzikuya into powder, Chiisa powder mumvura wonwa mvura yacho.✊ 2. Tora 500ml yefresh milk, coke original NE weti or urine yako.Mix zvose izvi pamwe chinwa hako kusvika zvapera. 3. Ukaziva akakusunga after varara naye. Dzokera unorara naye futi, but this time unozvipukuta vego nemucheka vako. Chienda kumba vonyika mucheka uya kuseni mumukaka fresh milk, kwete lacto zvauriwe. Chiubviza manheru mucheka uya mumukaka uya vorasa hako zvose. https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37 *Handina kuti uudze mukadzi kuti yakumuka nokuti ndakadzoka kune akandisunga ndikarara naye*
😂 😮 🙏 4

Comments