Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 21, 2025 at 07:26 AM
                               
                            
                        
                            https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
*MUNOITA SEI KUTI* *VADIWA VENYU*  *VASACHIVA CHIVA* 
Tora kashinda pa brugwa rake  rine tsvina wotora kashinda pa brugwa rako renetsvina wogara nazvo pasi wotaura zvese zvausingade kuti aite munzira , kubasa nekwa anotandarira uchiisa Bute riye reMatare ochitaura zvese ipapo uchiombera pashinda idzodzo.
Asacheuke vamwe vakadzi/varume
Ade iwewe woga
Anyare kutaura nevamwe vakadzi/varume
Aune runako nezvese zvaanochiva pauri woga  
Kana wapedza tora shinda idzodzo dzakasungana kudaro wodzi sonerera mukati me pillow yake yaanotsamira . Chero ukaitsamirawo hazvina kuipaba. 
Musaitire munhu wamusingade nekuti kuzo muramba  kwacho ibongozozo hazviperi zvakanaka .
Dare iri rinokurudzirwa Kuti muitire Madzimai/Varume venyu vamakagarisana navo mudzimba or boyfriend/girlfriend yamava kuda kuwanana nayo.Ndatenda
https://whatsapp.com/channel/0029VafJWODA2pLJd30oeA37
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                    
                                        2