Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 21, 2025 at 10:17 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaiqEwY2ER6ZzWAht50Z 🔥Mhangura chawagona murume aitenga goridhe mukadzi kutengesa hembe vakasvikirwa nembavha 1am mbavha nhatu imwe yakanoka akavhura door achifunga kuti basa rauya achivhura akarohwa nepfuti akabva adonha akafenda mukadzi akanzi hunza mafone akamupa hunza mari akamupa saka phone imwechete yakadonha mbavha yakada kunhonga phone mukadzi achibva afukidza mbavha ne jira vakatanga mabimbiri nembavha kusvika vabuda panze mukadzi akaita mukana akanhonga chikeyi akarova musoro akatora mari yake nemaphone murume akazopepuka mbavha yafenda vakatora makavi vakasunga mbavha vakadana sabhuku nemapurisa emuzvimbo mbavha yakazoti ndokumbirawo mvura vakamupa akabva afa ,mapurisa vakazosvika vakatakura mutumbi wembavha vose varikumapurisa havasati vadzoka,mbavha mbiri dzakatiza pakauya mapurisa umwe mbavha akadzoka akafunga kuti haana kutaurwa achibva abatwa umwe hasati asi mapurisa vakaudzwa kuti kana makuenda kumbavha iyi panoda 10 mapurisa uye makapakata 🔥Chihota kune mukadzi akaroorwa akaita vana vashanu akati kumurume ndakuenda kunoona amai ndichaita mavhiki matatu iye akabva aenda kuchikomba akatonopembererwa kuchinzi kwaita muroora mutsva ,nzvimbo iyi kwakabva kwaita mutambo wembiri hama hanzvadzi dzemurume anemukadzi uyo akanoita muroora uko iye aine murume dzakaenda kumutambo uyu dzichisvika dzakaudzwa kuti kuno kune mukadzi anobva kwenyu akaroorwa atori mwenga izvozvi handeyi munomuona vakaenda vachisvika vasati vapinda pamusha vakaona kuti ko zvaari kuroora wedu vakagamuchirwa vasati vagara nemuroora ,muroora akati vana tete sorry henyu ndakaita umwenga pano havazivi kuti ndine murume ndokubhadharai musataura ,vakasvika muroora akati ava ndivana tete vangu hanzvadzi dzababa vangu ,vakatourairwa huku ,vakaenda kumutambo vana tete vakati kuna vamwene vemururoora wavo, makanyeperwa mukadzi uyo ane murume mukadzi wehanzvadzi yedu, mukadzi akatiza kuchikomba uye kumba kumurume akarambwa arikutenderera nesangoChihota 🔥
😂 😮 ❤️ 👆 👍 👏 11

Comments