
Bhozhongora &KB Latest Stories,Zvinotyisa,Zvinoera,,Huhure,Hurombwa,Zvakavanzika
June 21, 2025 at 03:02 PM
Follow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/GuzNwACP2fv1heCbqf4XKn
Kuti muwane zvizere sunungukai kundibata pa 0779361809
JOIN GROUP
PROSTATE DISORDERS
GOMARARA REPROSTATE DISORDERS KUNANA BABA VOSE
Varume vazhinji kana vasiri vese vanosangana ne *imwe prostate disorders* muhupenyu hwavo.
Prostate gland riri pasi pedundira yakatenderedza buri reWeti. Inogona kutapukirwa nezvirwere kana tsvina zvokonzera matambudziko akawanda;
*UKAONA WAVE KUNZWA ZVONOTEVERA TIBATEI NEKUCHIMBIDZA*
*ZVIRATIDZO*✅️ SYMPTOMS
▪Kunzwa sokunge WETI haina kupera.
▪Kunzwa kupisa paunenge uchiita weti kana kuti wapedza
▪Kugara uchienda kuchimbuzi
▪Kugara uchiweti usiku hwose
▪Weti inodonhera pabhutsu dzako nekuti inenge isina simba rekuti iende kure
▪Kugara uchitota bhurugwa rako pamberi wapedza weti (unofunga kuti wapedza asi weti inobuda wabva kutoilet).
▪️Marwadzo eparutiviFollow this link to join my WhatsApp group: https://chat.whatsapp.com/GuzNwACP2fv1heCbqf4XKn
PROSTATE DISORDERS

👏
😮
2