
Comic Elder➠Shona Jokes♡
June 18, 2025 at 07:42 PM
*Batsirai wo Hama yenyu ndatambura 🤞🤞*
Nezuro ndakasangana na x- Wangu mu JOINER CITY...achi tsvodana 💋😘ne boyfriend yake 👫itsva..ndakavatarisa 👀,akandiona and she kissed 😘him more and akandibvunza Kuti ko ndaiitei hangu mu JOINER CITY...
I told her mukadzi Wangu ane nhumbu 🤰and want to buy zvinhu zvemwana ..
I was very very happy🤗🤗😜 guys ,becoz..I spoke as if abvunza Kuti Ndikunzwa sei ..
I proceed to the store ,Ivo vakango nditarisa havo...ndakatenga 3 mabucket ,2 madish , diapers,baby seat ,a baby bed , Prema,bicycle ,hembe ,ma pampers..ndichibva nda hire chimota kuenda kumba
Iye ne boyfriend yake vaive vakangonditarisa havo 👀...I felt good about it ..
The problem now is ..handina kana girlfriend ...kana nhumbu hapana 😭😭...so pliz 🙏vanhu vamwari hapana anozivawo mukadzi ane kamwana kacheche ndikutengesa,ma buckets , pampers, diapers,nezvimwe zvakadaro ...with affordable price...
I was suppose kubhadhara rent ...pliz help munhu asati apinda pa Street pliz help🙏🙏🙏🙏vanhu vashe
😂
😮
🙏
🦏
51