Comic Elder➠Shona Jokes♡
Comic Elder➠Shona Jokes♡
June 19, 2025 at 02:46 PM
*VAKADZINGWA BASA UCHIRIDA KANA KUTIZWA NEMUDIWA UCHIMUDA* Zvaanoita ndeizvi, unoenda pamiti iyi mumango, muguava muavocado, zunza chero pamuti vavada. Nhonga shizha rinotanga kudonha. Now chinyora Zita raboss kana uchida kudzokera kubasa or reakakusiya uchimuda kuti adzoke. Chigeza naro muvui shizha iri kwemazuva ma viri like ukugeza muteuro. Wapedza kugeza chingoisa shizha iri panzvimbo yakango naka vomirira results. Onkgopotse Tanyaradzwa: *Tose ngatiyambuke*... Torai bute rehondo kuma 3am..moitira weti mubucket moisa bute..nemvura shoma mogeza nazvo Kubvisa munyama .mozviita kwemazuva matatu.... Mozogeza nemukaka fresh milk nehupfu huchena kwemazuva matatu... Moona kuti hamuone shanduko here Taurai muchiti....ndakazvarwa ndakapfumbata zvipo ndichibva mudumbu maamai vangu..zvipo izvozvo ngazvidzokere pahwaro..mhanza yangu ngai penye.....hapana chino shandiswa nehu chenjeri hwekumadokero...ndageza nguva inofamba imi vadzimu nava nyai vamauya navo....ndatenda Onkgopotse Tanyaradzwa: *Kuti usadzingwa basa* Tsika ivhu repabasa pako wonokora ivhu racho woenda kumba woisa weti yekutanga makuseni, vinegar nesalt wogeza nazvo usina sipo aupukuti Unogeza uchitaura kuti pabasa paya ndinoda kubva ndave kuda ini Wapedza tora ivhu racho wonorirasira kubasa ikoko futi ➥𝐩𝐥𝐞𝐚𝐬𝐞 𝐧𝐝𝐨𝐤𝐮𝐦𝐛𝐢𝐫𝐚𝐰𝐨 𝐧𝐞𝐦𝐰𝐞𝐲𝐚 𝐰𝐚𝐌𝐰𝐚𝐫𝐢 𝐮𝐧𝐠𝐨𝐬𝐢𝐲𝐚𝐰𝐨 𝐜𝐡𝐞𝐫𝐨 𝐨𝐧𝐞 𝐫𝐞𝐚𝐜𝐭𝐢𝐨𝐧 𝐳𝐯𝐚𝐫𝐨😭🙏❤‍🩹 _*Follow the Miti Sora Mhuka Minamato NeChivanhu Zvinorapa channel on WhatsApp:*_ https://whatsapp.com/channel/0029Vb4GYQyIyPtXGLQRAv1W
🙏 ❤️ 🎖️ 👍 😂 10

Comments