Comic Elder➠Shona Jokes♡
June 19, 2025 at 06:48 PM
Makadii Prophetess dakukutendai makandinamatira last week paye ndichiti ndakuda kurambwa nemudzimai nekuti basa harisi kubatika Vana havasisina chekudya mukanditi Tora CV rako upfugame tinamate nepaphone ipapo mukanditi chienda unokanda pa company yaunoda ende ndopauchawana basa. Dakukutendai ndafonerwa nhasi zvikanzi Monday ukutanga basa. Izvezvi handisi kugona nemufaro Dai Mwari vakukomborerei. Kana waverenga Siya emoji usati waenda
`Vese vanoda kubatsirwa or vakuda munamato webasa click view channel & follow`
https://whatsapp.com/channel/0029Vb2WlgX002THWQnss32K
*NA JESU HAPANA CHINORAMBA*
🙏
❤️
🔥
😂
😮
21