Comic Elder➠Shona Jokes♡
Comic Elder➠Shona Jokes♡
June 21, 2025 at 02:16 PM
hie Mai Chisamba ndanga ndikudawo kungoshare zvikundinetsa inini ndiri musikana ane makore 22 asi murume wangu ane 36 yrs munhu hake aimbova nemhuri yake aive nevana 2 akandiroora ndiine 20 yrs zvino apa ndine mwana ane 2months asi ndakarwadzihwa kt sure sure akupota achidzokera kune mukadzi wake wekutanga achinorara naye pamwe pacho vanotombobuda semhuri vachienda out kumaresort nekumaice cream asi inini ndikamuti nditengero kn chocolate zvayo anenge achingochechema apa kuno anenge achindinyepera kt akuenda kubasa apa ezvinozvi atove nenhumbu mukadzi wacho wekutanga asi iye murume wangu haasikuda kundiudza chokwadi haasikuziva kt ndikuziva zvese kt vakudanana even pamari inini anongonditi handina Mari asi uyo wekutanga akakumbira Mari anopihwa inini ndongonzi hatina mari nguva zhinji asi murume wangu munhu anobata mari zvino ndoitasei nhai tete Keylin ndibatsireiwo ❤️shinga uripo 🤝enda kumba 🖐️mutsvagire chikomba _*Follow the Mai Chisamba & Tilda Live Tv Podcasts channel on WhatsApp:*_ https://whatsapp.com/channel/0029Vb2gkuZFMqrQViuE023k
❤️ 🤝 🖐 🖐️ 😢 🤚 15

Comments