Comic Elder➠Shona Jokes♡
Comic Elder➠Shona Jokes♡
June 21, 2025 at 02:58 PM
*Chimwe chinondirakidza kuti hauna 5 O' levels ndechekuti ndinokubvunza kuti phoni iyi wakaitengepi iwe woti ndeyangu, ini ndabvunza muridzi hre kana kuti kwawakatenga*🤓🤓🤓🤓🤓🤓
😂 😮 7

Comments