Jolaz Shona News 🇿🇼
Jolaz Shona News 🇿🇼
June 16, 2025 at 01:16 PM
*Iran Inobhomba Refinary Inogadzira Mafuta eIsrael Kusanganisira Anoiswa mumaJet -Video* JolazWshatsApp.group/🇿🇼 *Monday 16 June 2025* *______________________________* Guta reHaifa riri muIsrael rine refinary hombe inogadzira mafuta eIsrael, kusanganisira anoiswa mumajeti avo ehondo yabhombewa neIran uye irikubvira. Izvi zvinonzi zvicharemadza Israel kwemwedzi mishoma nekuti ndiyo refinary hombe inogadzira mafuta ayo. Iran yabhombawo zvakare airbase yemauto yeNEVATIM inova yakachengetedzwa uye inonyanyokosheswa. Vapanduki veTaliban vanotonga muAfghanistan vazivisawo kuti America ikapindira pahondo yeIran neIsrael ivo vachabatana neIran. https://jolaznews.wordpress.com/2025/06/16/iran-inobhomba-refinary-inogadzira-mafuta-eisrael-kusanganisira-anoiswa-mumajet-video/ 𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z 𝑺𝒉𝒐𝒏𝒂 𝑵𝒆𝒘𝒔 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑* https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20iran%20imobhomba%20refinary%20inogadzira%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20 ~*____________________________*~ 𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰 https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
👍 😢 😂 5

Comments