
Jolaz Shona News 🇿🇼
June 17, 2025 at 10:08 AM
*Pobuditswa Guhwa Rinoti America Irikuronga Kujoinha Hondo yeIsrael neIran -Video*
JolazWshatsApp.group/🇿🇼
*Tuesday 17 June 2025*
*______________________________*
Pane guhwa ririkutenderera risati ratsinhirwa rinoti VaTrump vari kutarisirwa kusaina rairo mukati memaawa mashoma kuti America ipinde zviri pamutemo muhondo yeIsrael-Iran.
Mishumo inoratidzawo kuti US inogona kunge yatotanga kurwisa Tehran.
Vatakuri vendege nekufamba kwemauto kunonzi kuri kuoneka kuchiitika.
Parizvino hapasati pane divi ratsinhira nyaya iyi, uye vakuru muAmerica vanonzi varikudawo kuzivisa bhiri rinorambidza mauto eAmerica kujoinha hondo zvachose.
https://jolaznews.wordpress.com/2025/06/17/pobuditswa-guhwa-rinoti-america-irikuronga-kujoinha-hondo-yeisrael-neiran-video/
𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z 𝑺𝒉𝒐𝒏𝒂 𝑵𝒆𝒘𝒔 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑*
https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20pobuditswa%20guhwa%20rinoti%20in%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20
~*____________________________*~
𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰
https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
😢
1