Jolaz Shona News 🇿🇼
Jolaz Shona News 🇿🇼
June 19, 2025 at 01:12 PM
*Gweta Rine Makore 86 Okuberekwa Risingachagone Kufamba Kumira Nekunyatsotaura Rinozivisa Kuti Ririkuda Kukwikwidza Musarudzo Dzichaitwa Gore reMangwana kuUganda -Video* JolazWshatsApp.group/🇿🇼 *Thursday 19 June 2025* *______________________________* Gweta rine makore 86 okuberekwa rekuUganda ari mutevedzeri wemutungamiri wechipiri, Gen Moses Ali, avo vasina hutano hwakanaka vazivisa kuti varikukwikwidza musarudzo dzichaitwa gore remangwana vakamirira Constituency yavo kunyangwe vasingagone kumira kana kunyatsotaura. Pavasvika pahofisi yeNRM Electoral Commission muKampala Uganda, varamba vakagara mumota sezvo vanga vasisina simba rekuti vasimuke. Nyika yeUganda ine mbiri yekutungamirwa nevanhu vanenge vakwegura kubva kumutungamiri wenyika, vatevedzeri nemamwe makurukota eHurumende izvo zvinokonzera mutauro paSocial media vanhu vachishoropodza hutongi hwaVaYoweri Museveni. https://jolaznews.wordpress.com/2025/06/19/gweta-rine-makore-86-okuberekwa-risingachagone-kufamba-kumira-nekunyatsotaura-rinozivisa-kuti-ririkuda-kukwikwidza-musarudzo-dzichaitwa-gore-remangwana-kuuganda-video/ 𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z 𝑺𝒉𝒐𝒏𝒂 𝑵𝒆𝒘𝒔 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑* https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20gweta%20rine%20makore%20in%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20 ~*____________________________*~ 𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰 https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
🙏 😂 😮 4

Comments