Jolaz Shona News 🇿🇼
Jolaz Shona News 🇿🇼
June 21, 2025 at 11:28 AM
*DNA Video: Mwana Haasi Wangu Nekuti Pakazvarwa Mwana Nemazuva Pandakarara Naye Zvakasiyana* JolazWshatsApp.group/🇿🇼 _*𝕁𝕠𝕝𝕒𝕫𝕎𝕙𝕒𝕥𝕤𝔸𝕡𝕡.𝕘𝕣𝕠𝕦𝕡*_ *TOᑭ 𝐒TOᖇIE𝐒* ~*___________________________*~ Ndauya nemukadzi wangu kumaDNA nekuti Ndinofunga kuti mwana haasi wangu nekuda kwekuti mazuva akazvarwa mwana nemazuva andakarara naye zvakasiyana. Ndakarara nemukadzi musi wa2 Kukadzi asi mwana akazozvarwa musi wa4 Gumiguru izvo zvakzoita kuti ndifungire kuti mukadzi wangu akaita zvechipfambi uye ndinofungira kuti ayimbochachurisa poto vamwe varume. Ini mwana kuti azozvarwe musi wa4 Gumiguru andizive kuti chii chakaitika nekuti andina kumbobvira ndahurira murume wangu uye pakabata nhumbu ndiye ega murume wandairara naye. Mwana ndinoziva ndewemurume wangu uye ndinoziva kuti handina kumbhura ndichirara nevamwe varume, ndinorwadziwa nekuti murume wangu anondifungira chihure ndosaka tauya kuno kumaDNA. https://jolaznews.wordpress.com/2025/06/21/dna-video-mwana-haasi-wangu-nekuti-pakazvarwa-mwana-nemazuva-pandakarara-naye-zvakasiyana/ *🩸💯This channel offers DNA Videos that can attract many viewers. If you are interested in this, then click, ‘follow’.* https://whatsapp.com/channel/0029VanErAE0AgW7rRQ5pM40 *🏃🏃‍➡️Kuti ukwanise kudownloader mavhidhiyo awa vhura link rino upinzwe muGroup umo muri kuiswa maVideos emhando iyi!* https://api.whatsapp.com/send?phone=+263716913859&text=Pano%20ndipo%20paunowanikwa%20maromantic%20Video%20ari%20compressed%20long%20video%20and%20small%20megabytes%20of%20data%20Typer%20kuti%20*Mwana%20Haasi%20Wangu%20Nekuti%20Zvasiyana%20Mazuva*%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20

Comments