NHAU DZESHONA🇿🇼
June 16, 2025 at 02:02 PM
*Munhu Anoita ZvemaDrugs Apisira Vana Mumba-Video*
*TOᑭ 𝐒TOᖇIE𝐒*
~*___________________________*~
Vana vaviri vatsvira mumba, mushure mekunge mumwe mukomana anoita zvemaDrugs akabheja kuti anoda kupisa imba yemhuri yekwaGono nekuda kwedaka rake nemhuri iyi rakatanga achiri kuchera goridhe uye semunhu anoita zvemadrugs ayisaziva kuti munevana vaviri vakarara muimba iyi.
Mukomana uyu akamborwara zvekusvika paku dhoneterwa mari nevagari vemunharunda kuti adzokere kumusha kwavo, uye mhuri yekwaGono ndiyo yaimbo mubatsira kuti awane kurapwa uye ndiyo yaitenga hembe dzekuti apfeke nechikafu munguva yaayirapwa.
Pakapiswa imba yangu nemukomana uyu ndainge ndisipo ndirikumine kunova kubasa kwatinochera goridhe. Mukomana uyu ndakambo mubatsira paakarwara asi daka rake rekusvika pakupisa imba yevana vangu andizive kuti riripapi.
😢
😭
💔
👍
❤️
😂
😌
🫂
45