NHAU DZESHONA🇿🇼
June 18, 2025 at 03:20 AM
Mange muchizviziva here👇🏽? Zvikonzero zvinoita kuti musika or mukadzi arairwa natete or mbuya kuti awache pant yemurume wake?💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻 1) Kuwacha pant yemurume wako zvinoita kuti ukurumidze kuziva kuti murume wako haana chirwere chepabonde here kana kuti kwete. Zvirwere zvakaita seSiki or Gonorrhea zvinokurumidza kuoneka papant remurume especially kana achiduda ropa or urwa panhengo yake nekuti zvinosarira papant. Smell chaiyo yepant inokuudza kuti murume wako haasi kurwara achifamba here Nguva zhinji vakadzi vanozoona urwere hweSiki hwatokura uye hwavekunetsa kurapa. Varume vazhinji vanobatwa nezvirwere zveSiki havatauri kumukadzi saka vanongozorera kumukadzi chinyararire. Most women die silently vachifunga kuti chibereko chirikurwadza izvo pamwe iSiki yatosvika kumuromo wechibereko. Mukadzi wese usafunge kuti ukanzwa pain mukati menhengo yako ibva vafunga kuti iSiki or chibereko. Kurumidza kuona Chiremba or kuenda kuchipatara at times it's cancer or Siki or chibereko. 2) Kuwacha pant remurume kunoita kuti mukadzi akurumidze kuziva kuti murume wako anohura here kana kuti haahuri. Paya paunoudzwa naTete or naMbuya kuti mwana wehanzvadzi yangu wavekuenda kundoroorwa uwachire murume hembe dzake nepant vanenge vachida kuti uone kuti murume wako akavimbika here. Murume wese akahura nyangwe akagezah nhengo yake sei, papant pake panosarira hurume hunoerera after sex or ageza avakufamba uye unonhuwa sefish mabreams. Murume kana asina uhura, kumberi kwepant yake kunonhuhwa ziya rejende. Mukadzi unofanirwa kuziva kunhuwa kweziya rejende or masperms. Ukaona usingazivi mutsauko wesmell mbiri idzi ziva kuti hauna kurairwa or hauzive hwema hwemurume wako. Murume ega ega ane hwema hwake hwakasiyana neweumwe murume. Mukadzi akawacha pant anokurumidza kuziva kuti murume wake akavimbika here or kwete. Ukaona mamarks ewhite akaomera pamberi pepant anenge madzihwa fembedza unzwe smell yacho. Ukanzwa kunhuwa fish smell or condom ziva kuti abva kundokwira girlfriend. But ukanzwa a very strong smell iri unusual or inoita kunge chinhu chakaora ziva kuti murume wako anechirwere chaari kukuhwanzira saka unofanirwa kuzotarisa pane light nhengo yake. Vakadzi vazhinji varikudyiswa mboro ine Siki or thrush ozoona wavakuita maronda asinganzwisisiki pamuromo. At times unenge wadya Siki or STI. Be careful pakudyanana, please usamhanyire kudya mboro murima, inspect it first. Saka mukadzi akangwara anowacha pant remurume wake to check for STI, Blood stains or Sperm residue on pant. 3) *Kuwacha pant remurume wako kunoita kuti muite build trust to your husband plus zvinosimbisa bond. Unosema sei tsete dzemurume wako iwe uchidya mboro yake or akarwara zvekuti anozviitira tsvina saka ucharasa mapant ese aitirwa tsvina here? At times ukawacha pant remurume wako zvinobatsira kuti achinje hutsanana hwake nekuti aonyara kuti tsete or tsvina inosarira papant inozoonekwa nemukadzi pakuwacha* *Kwanhasi ndombogumira pano.*
Image from NHAU DZESHONA🇿🇼: Mange muchizviziva here👇🏽?  Zvikonzero zvinoita kuti musika or mukad...
❤️ 🙏 👍 😂 💙 😢 😮 19

Comments