HOUSE OF COMEDY🇿🇼😂✌️♡
HOUSE OF COMEDY🇿🇼😂✌️♡
June 16, 2025 at 07:45 AM
Blaz vangu vane gore nahalf vasati vambodzoka kuSA,asi maiguru vakazosvika pakuuya kwandri direct,zvkanz bamudik ndambozamawo kushingirira pangu pandinokwanisawo semunhu wenyama,asi ikozvno ndazoremerwa ndrimunhuwo ane mafeelings..panyaya dzakadai panoitwa sei🤷🏻‍♂️ nekut ini ndakashayawo mhinduro chaiyo yandingavapa ndakangot ndchauya kumba maiguru🤓🤓🤓 https://whatsapp.com/channel/0029VaHK6wL1dAvuAQqYx01x
😂 🍆 😮 ❤️ 👍 😢 🙏 🤣 🍑 366

Comments