
TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
June 16, 2025 at 08:08 AM
Hie Admin post mu Tikman entertainment viga hako ndiri mudzimai, turning 50years this year.It all st@rt£d in 2003 pakambooma zvinhu muno muZim ndichigara kuHatcliff nemurume wangu nevana vangu 1 mukomana ne2 vaskana I know u are all going to judge me but it's okay jeri racho ndakaripika uye ndichiri kuripika.Ndaive nemusika wangu ndaiedza asi zvinhu zvairamba kubatana. Ndakasvika pakupererwa ndikaenda kune shamwari yangu kunokumbira. Friend yangu yakanditi pana sekuru vaigona kundibatsira kuChipinge kana ndichida aindiperekedza since aive nemota. I agr££d, and after a w££k takaenda kwasekuru vaye. Sekuru vaye vakandipromiser kuti ndichaita mari inotyisa ndikangotedzera zvavanenge vataura. I agreed nekuti ndiyo yaive last option. Vakandivhunza vanhu vandinodisisa and I told him, mai vangu nevana vangu. Vakazondiudza kuti mshonga wavachandipa ahuuraye vanhu ndewemari chete but vaifanira kundigeza* *kubvisa kutya.*
*Ndakabvisa hembe as per his instructions vakandidira gate remvura yainhuwa vapedza vakarara

😢
🙏
❤️
👍
😮
🎂
😂
😱
38