
TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
June 18, 2025 at 02:21 PM
Ndiri mukadzi ane 21 years murume ane 24 years. Murume wangu akandiwana ndine nhumbu and persuaded me kuti tigare tose ndikatomboramba asi akatsikirira . Paakandiwana l was 5 months gone ndichizvishandira and ndaidiwa. Zvakachinja ndasiya basa kutukwa , emotional abuse got worse bp ikatombokwira ikadzikira kubasa. Fast forward izvezvi ndazvara , he promised kut nyangwe zvodii hapana aizoziva kut mwana hàasi wake nyangwe tikanetsana sei asi ikozvino hameno zvaakanoitwa kudoro kwake kwakunetsana neni akanoudza hama dzake nezve mwana. Vamwene vangu vakangoti pedzeranai ikoko pamakadanana taisavapo. Preparation ndakatovigirwa naMai vangu imwe ndikapiwa navamwene iye achiuya akadhakwa everyday. Izvezvi akazvifunga anonetsana newe and chava chituko cheupenyu hwese kuti ndakakuwana une nhumbu hee l helped you asi ndiye akandinyengerera. My question is that is it safe to raise mwana in this condition veduwe? Takambofamba vakaudzwa kuti Bute rake ndiro riri kuunza munyama izvezvi haadi kusiya. Akaudza vanhu kuti hee

😢
❌
😭
😮
🙏
❤️
👍
💔
😂
👎
80