
TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
June 21, 2025 at 04:02 AM
*Mukadzi benzi*
Mukadzi benzi anokumbira mitsvairo nezvikorobho asi mari mabiscuits haashaye
Mukadzi benzi anoramba kuenda kumusha kwemurume hanzi kune varoi sezvinonzi kwake kunana ngirozi Gabriel
Mukadzi benzi anodya achiridza mukanwa kuparty kwaadedzwa nemumurume yekubasa
Mukadzi benzi anopisa poto Ari pawats app
Mukadzi benzi anovenga hama.dzemurume achida dzake chete hameno kuti musi unofa murume anodeedza ani iye asina Hama yemurume yaanoda
Mukadzi benzi anopakurira mufundisi , prophet kana vaenzi mumaplates ma new one murume achidyira muzengwete
Mukadzi benzi anopfugamira pastor wake murume asingapfugame
Mukadzi benzi anonyeya murume wake nehama dzake
Mukadzi benzi anoudza vanhu vemuraini kana shamwari maweakness emurume wake
Mukadzi benzi anosura pamberi pevana kusakwana
Mukadzi benzi anoita 2 months neweave kusvika yaita saga yakunhuwa kana usina Mari gerwa woita zvoenderana newe
Mukadzi benzi anotenga maicing sugar aasingazive kuti anoshandei ndokuzoisa icing sugar muporridge hatingozadze trolly nezvatisingazive mushandisirwo wazvo
Vangani venyu vane icing sugar asinga baker
Mukadzi benzi anoenda kunontenga mapants emurume wake neshamwari batisisai apa🛑🛑🛑🛑🛑enda wega
Mukadzi benzi anoshanya asina kuudza murume kwaari kuenda
Mukadzi benzi anonyepa kuti ane 5 o levels iye akagumira grade 7 wozobatwa paita mukana webasa
Mukadzi benzi anogara achibuda mvura achidhidhisa murume iyo mvura yenzungu yakazara kudai
Pona mukadzi pona
❤️
👏
🙏
❤
👍
🚮
15