
TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
June 21, 2025 at 07:31 PM
Hi Admin I am a young man age of 26 handisati ndamborooora but ndava neshungu yekudawo kuroora but problem yandiunza pano ndeye kuti ndikaitawo Relationship ndichitotarisirawo kuti munhu anoiita ndoda kumuroora hameno zvinongoitika iye munhu wacho ndiye anongotanga kuita ma1 ndozopedzisira ndasiyana naye sometimes ndikapihwawo even foni number chaidzo nem friends dzebaby tinototaura tichiwirirana pamwe totowoonana but kuti ndizomuwoone futi next time munhu uye Haaa ma1 handizowoonani naye futi saka ndokumbirawo rubatsiro vabereki handiziviwo problem yangu ndeyeii ndavakudawo kuroora same of my ages are married now don't get admin to hid my ID
🙏
😢
❤️
🐖
👍
🔥
😂
14