CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 21, 2025 at 08:25 PM
Hie viga hako Ini pano ndauyira kuzotsoziura vamwe varume varipano..Varume munoona chihure ichi Hachizi chemunhu wese..ini handina daka nevese vanohura asikuti ndirikuda kuti timboonesana..😂😂😂😂(nhasi zvangu) Ini ndinoona sekuti kuhura kunodawo kuchiitwa nemunhu anemari uye akarongeka zvose nokugeza varume..musi uno ndakanzwa kusema ndateegwa navamwe baba vomuraini mandogara Mushop..Hama dzangu baba vainhuwa ivavo😷..Mukanwa zvese nehapwa..Apa Munhu wekuziva asina nyadzi..mukanwa muchiita kunhuhwa kunge munhu ambodya dhodhi mmmmm.. Ndakashaya kuti Zvivindi vazvitorepi zvekunditaudza..veduwe kana mafunga kuhura ivaiwo makarongeka financially and personal hygiene.. vamwe varume hamutendegwi kuhura coz you can't afford..roll on chaiyo inototengwa Mfunge.vamwe murikuhura vana vachifamba vakashama naadzimai vachishoreka..you can't even take care of yourself and family asi unoda kuhura mmm zvimwe ityaiwo..I believe chihure ndechevarume vanoziva zvavari,munhu anoshanda nesimba achichengeta mhuri yake zvose nokuzvishongedza.kwete ana Tomasi vasingatozivi neprize ye Colgate.. twumwe twuvarume twurikuzama chihure wotoona kuti apa zvaramba nenyaya yekushaya.. before you put your effort muchihure imbotanga Washanda..iva hurerume rakarongeka.. kwete kungotetereka nenyika nehurombe uchitsvaga wekuhura naye Kkkkk haumuwane nekuti vakadzi vamazuva ano vaakuda varume vakarongeka😎..unotumwa nevamwe varume kunotenga Doro asi unoda kuhura😖, Haugone kunyatsopisika zvose nokugeza asi unoda kuhura, Unotambira mari isingatombokukwanire nemhuri yako asi stll unoda kuhura..siirai chihure kune Mbinga.. Ndatenda hangu😝 Kune vose vachandituka ndinehurombo nokutsikirai madomasi enyu ndangoti timbionesana.
😂 👍 🙏 ❤️ 👏 😢 👊 57

Comments