
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 22, 2025 at 05:31 AM
Hie Tete pliz post for me.ini ndirimudzimai ane 46 years ndauyawo pano nenyaya yaamai vangu .zvakaitika ndezvekudai mugore ra 1986 ndandatova ne 10 years ndini first born mumba medu .takati one day tiri mumunda tichisakura naamai nevamwe vana vehanzvadzi dzavo kwakauya varume 4 avo vakauya vakatora amai vedu varume ava kakati vachisvika pana amai amai vakabvunza kut koo munoda kundiurairey varume vaye avana zvavakataura vakangotanga kundundurudza amai vachienda navo but atina kuziva kut amai vakaendwepi navo .takangosara tichichema tikanoudzawo vamwe vavakidzani zvazvaitika nyaya yakasvika kwa sabhuku mai vakatsvakwa asi avana kuwanikwa kunova ndokwakava kurova kwaamai vedu.ini ndakazosara kukura but amai papasisina .ndakazoti ndakura ndakamboedza kuda kufamba nehanzvadzi yangu kufambira nyaya yaamai vedu but kwandakafamba ndakaudzwa kut dai ndambomira kufambira nyaya yacho bcz apana nguva ndinogona kunyangarika uye ndakabva ndanzi vachasvika vega amai venyu vachakuudzai pavari nezvakaitika kwavari. Takagara hanzvadzi yangu ndokurwara ndikaenda nayo kumaporotita takati tichisvika kuye takatanga kurondewa nhau yaamai vedu muporofita uya akati mudzoke pano ne mwana mudiki .takazoita sekedaro tikatora mwana wehanzvadzi yangu she was 12 tikaenda naye takasvika kuye muporofita uye ndokunamata mwana uye ndokutanga kutaura achirondendera exactly zvakaitika pana amai vedu muporofita uye akabva ati i cant do this alone bcz inyaya inemakuva mukati nyaya yaamai venyu inozikanwa munharaunda handei kwamambo tinoitira zvinhu izvi ikoko so that mangwana panova nema witness takasimuka tikaenda kwamambo kuye takasvika tikataura nyaya mambo vakabvuma kut hongu kune nyaya yakadaro yakaitika.vakasvika amai pamwana we hanzvadzi yangu zvekare vakatanda kutaura vachiti ndakauya ndikatorwa nevarume 4 mumunda mandaiva ndichisakura nevana vangu handey ndokuratidzai takasimuka tese kuteera mwana uya takasvika mumunda akat apa ndopandaive ndikatosiya badza rangu ndakavabvunza kut munoda kuendepi neni takabva pano takananga nemusango takateera mwana uya tichironda pese pavakafamba napo nepavakazorora kusvika vanosvika muneumwe musha mavakagariswa 2 months varimo vachitsanangura kuti ndakafa rufu runorwadza ndakatanga kugurwa nzeve vakadzoka vakagura zamu vakazopedzisa rurimi ndokwavakufa kwangu .ndafa kudaro vakanditora vakandigura gura kundirangura vakandiisa mu trunk vakanokanda trunk riya mumvura but ndakaramba kunyura ,ndaramba kunyura vakanditora vakaenda neni vakanondifushira pasipemuti unonzi mu chakata mu village yekwanhingi mudunhu ra chief nhingi pasi pemuti uyu mukatarisa muchaona pakapfumbira ndopandiri kuuya kwamuri vana vangu kuda kuti mundibatsire vakandiuraya ndovaziva uye hondo yangu ndinorwisa ndega asi kut ndirwe izvezvi andikwanise nekut andigoni kumuka ndakarariswa ndakataridzwa pasi ,nyama yangu ahina kuora uye ropa rangu arina kugwamba pariri richiri kubomha and ndirikushandiswa ,chiitai kut munditore munondiradzika kumba zvakanaka zvizhinji ndinoita ndega .akabva ati pembenu mwana uye takabva tati sezvo chief vedu vavaripo vataure ku police ,police yakaudzwa ndokubva taenda kunzvimbo iya ndokunoona pasi pemuti uye nzvimbo yakataurwa ndokuiona but takat taakutaura na chief wemunzvimbo iyoyo kut tichere paya zvakaramba chief varikungotsikatsika and muti uyu its jst 200 mitres kubva pamba pa chief saka nanhasi hamawe nyaya yedu yakangomira panhu pamwe pliz tapota tibatsireiwo vanemazano ndichateera mu comment section pliz feel free kupa miono yenyu....
😢
😭
🙏
👍
👏
😮
🥹
28