THE ZIM BULLETIN NEWS
THE ZIM BULLETIN NEWS
June 19, 2025 at 11:43 AM
_Forward Everywhere_ *Mai Jeremaya Shares On How Mai Titi has Changed Her Life* Advertise with us WhatsApp +263 77 443 4698 Ngatibatane pa WhatsApp Channel 👇🏾 *View and Follow and Share this channel* https://whatsapp.com/channel/0029VaJEcyNDTkK81mXyWB0s Mai Jeremaya has shared how Mai TT has really helped her life especially on the ongoing rape case. She said that this support has made a big difference for her. However, she is worried that some people are trying to ruin the only help she has. Mai Jeremaya urged everyone to support each other instead of bringing each other down. Posting on her Facebook page, she said, "I have never been one to address social media gossip asi mufunge pane vanhu vatova nenguva vachindishanda and they have gotten to an extent of ruining the only people that stretched their hands to help me munguva yekutambudzika. Imi mukati kwangu kuda kuzvinyadzisa here kuuya nenyaya inorwadza seyandakauya nayo asi ndanga ndisisina imwe option. Mbudzi kubarira pavanhu zvinzi nditandirwe imbwa. Mimba kana yatorwadza haichina kuti pane vanyarikani kana hapana. Mukadzi wamunoona uyu changed my life. Haana kuda kuziva kuti ndiri wrong here kana right akangonditora akati i will offer my hand pane zvandinokwanisa and basa raakatumwa naMwari kwandiri akaita akapedza akatopfuurira and no one can ever tell me otherwise. Musadaro, especially madzimai biyangu musadaro vasikana nekuti jambwa randaiva naro riya richauyawo pamuri mukaramba muchifunga kuti mune right yekurwisa vanhu vakasikwa na Mwari. Hapana akaveza munhu wake pano. Leave this woman alone, lawyer riri kundi guider is being paid by this woman nemari yemafuta iyo iya asi she is sacrificing to see justice prevail. Musadaro, handisi content ndine real life situation and kundiseka nekunyomba kwamuri kuita ikoko hamusi kuzvibatsira murikuzvitorera makomborero mozoona hupenyu hwakungooma mofunga kuti makaroiwa. Musateedzere teedzere nekuti ndozviri kutaura munhu wese. Mangwanani ano i want to testify kuti Mwari ariko ende ndewechokwadi. Hatingagone kumufadza asi ngatiyedze misi yose kufadza Muponesi nekuti we have very very real problems. Lets reflect. Let us reflect."
🙏 ❤️ 3

Comments