THE ZIM BULLETIN NEWS
THE ZIM BULLETIN NEWS
June 19, 2025 at 04:24 PM
*Mudzimai uyu aonekwa arimumba mevanhu pakati peusiku* *View and Follow and Share this channel* https://whatsapp.com/channel/0029VaJEcyNDTkK81mXyWB0s Mashura kuZaka uko mudzimai wamurikuona pamufananidzo apa awanikwa arimumba mevanhu pakati peusiku hwemanheru aya atapfuura, vanhu vazoungana vachida kuziva kuti chingave chii, iye anonzi anga asingatauri kwakuzotanga kugwinha gwinha seanoda kufa asi vanasorojena vazenge vaunganapo vati kunogona kurikuenda kweshavi reuroyi rinogona ririro ramutungamira kupinda mumba iyi. Mudzimai uyu anonzi mukutaura kwake anogara pasi pashe umwe chete neavo vaapindira mumba asi achibva mubhuku rekure chairo. Hama dzake dzadanwa nokudaro ndicharamba ndichikupai zvirikuitika panhau iyi. Parizvino vanhu vakatoungana *Ungave uroyi here kana kuti kurasika njere?* *Nhava yaHaga* * Via Radio Zimbabwe
Image from THE ZIM BULLETIN NEWS: *Mudzimai uyu aonekwa arimumba mevanhu pakati peusiku*  *View and Foll...
😢 👍 👏 7

Comments