THE ZIM BULLETIN NEWS
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 20, 2025 at 04:47 PM
                               
                            
                        
                            _Forward Everywhere_
*'Nyika Yese Yakupemha kuna Sir Wicknell' - Dr. Banabas Marambire Asks Sir Wicknell to Stop Giving People Cars*
> *Munhu wese akapemha achaita development ndiani manje*
Advertise with us
WhatsApp +263 77 443 4698
Ngatibatane pa WhatsApp Channel 👇🏾
*View and Follow and Share this channel*
https://whatsapp.com/channel/0029VaJEcyNDTkK81mXyWB0s
Banabas Marambire, a Zimbabwean entrepreneur posted on his Facebook page saying, 
> Sir Wicknel may you officially announce that you have stopped giving cars because this generation yatokanganisika. Zvatove fashion kukumbira and hazvichanyadzisi.
> Believe you me, i know what i am talking about,  ku inbox kwangu hakuchaiti ,kukumbira chete chete. Zvekuzosvika pakukumbira mari yekunoroora chaiyo, rent etc.
> Manje rent inodiwa every month ka, saka kunenge kwava kutokumbira every month. 
> Sir Wicknel ndimwi makatanga nazvo, please chiisai full stop vanhu vadzokere mu working mode.
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            😢
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                    
                                        4