
THE ZIM BULLETIN NEWS
June 20, 2025 at 04:50 PM
*Zimbabwe nhasi ndine nyaya yaAmwene vaishandisa dzvinyu rine miswe 2 pakuita mabasa erima (kuroya)*
Zvakaitika ndozvandauya nazvo
*Zimbabwe nhasi ndine nyaya yeumwe mukadzi anetsekana nekubata nhumbu.* *Mukadzi uyu akaita mwana pakutanga , pakuda kuzoita umwe mwana ndopainetsa akabva nhumbu 3.* *Panhumbu 3 hatingati kubva dzese nekuti dzimwe vana vaibuda vaitozvara asi vaizofa pasina nguva.* *Pandakaudzwa nezvenyaya ndiri paSouthlea park ,mukadzi uyu ainge ane nhumbu yechi4 tisingaverengere iya yemwana wekutanga.* *Nhumbu yakatanga kurwadza asiri pamba achibva aendeswa kumba.* *Mukadzi aendeswa kwaiva naamwene wake vakabva vadeedza imwe shamwari yavo nyamukuta.* *Mukufamba nhumbu dzichibva mukadzi uyu nemurume wake vane zvawaiudzwa muvabatsiri.* *Amwene vairamba kuti muroora aende kunobatsirwa kuchipatara vaida abetserwe naSahwira wavo nyamukuta.* *Nekuda kweizvi pamba pakabva patanga kuitika noise yakaita amwe maNeighbours auye.* *MaNeighbours auya muroora akabva ati "panhumbu dzakabva pane kwandakaenda kwakawanda ndichiudzwa honzeri , ndakaudzwa zvakawanda pamusoro pe mukadzi uyu (sahwira waamwene) saka handisi kuda kubatsirwa naye ndoda hangu kuenda kuchipatara".* *Zvaitika izvi murume wemukadzi uyu akangobva kwaanga ari ndokusviko fonera mubatsiri (ndakamupa Number ini) ,murume uyu ane zvaaiudzwavo mukufamba muvabatsiri saka aitoziwa kuti nyaya iyi haisi diki.* *Mubatsiri akazouya hake ,achibva anamatira muroora mvura yokumwa ndokuti "kana mapedza kumwa mvura iyoyo muende muBedroom yenyu".* *Amwene vachinzwa izvi vakabva vati "kana apinda mumba make ini amwene ndozopinda sei ?".* *Mubatsiri akapindura akati "munoda kupinda muRoom mavo kuti muri nyamukuta here ?".* *Zimbabwe nyamukuta wacho ainge adeedzwa naamwene akabva anzi "imi madeedzwa mune mapepa here ehunyamukuta".* *Akapindura achiti haana , zvikanzi nemubatsiri "hoo mirai makadaro" ,mune chigaba chamakabata ndikuona hamuna kubva nacho kumba mapihwa pano ndechei?".* *Vamwene ndivo vainge vapa mukadzi uyu chigaba vakabva varamwa ndokubuda mumba kuenda panze.* *Mhuri yeZimbabwe panguva yakasimuka muroora achienda mumba make , akatevera nedzvinyu rine miswe 2 richimhanya.* *Mubatsiri akakwanisa kurova dzvinyu achibva ari uraya rikasiiwa mumba imomo.*
😢
🙏
😮
❤️
👆
👏
😂
15