THE ZIM BULLETIN NEWS
THE ZIM BULLETIN NEWS
June 21, 2025 at 07:00 AM
CHAPWITITI with Ndundu Chikara-Radio President 🔥🔥🔥 Ku Matebeleland South, Insiza North kuMpalawani Area, murume akashaikirwa nemukadzi wake apo vainge vakarara zvavo usiku. Aona kuti mukadzi wake afa, murume akabva atora tambo ndokuzvisungirira mudanga remombe ndokufawo. Mwana wavo ari Form 4 ndiye akaona baba vake kuseni seni ndokumhanya kunoudza vavakidzani kuti vaone mashura aya. Vakasvikowana murume atofa. Kunotarisa mumba zvekare wanei mukadzi wacho atofawo. Ko sei murume uyu akazviuraya pakafa mukadzi wake?? Yo views and comments ? View and Follow this channel https://whatsapp.com/channel/0029VaJEcyNDTkK81mXyWB0s * Via Radio Zimbabwe
😭 😢 👍 🚮 7

Comments