Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
June 21, 2025 at 04:59 PM
Ummmm Mai avo kana vachri vechidiki ngavasiye imba mwana kana Aine 1 or 2 ngaanosiira Mai kumusha aite house girl kana zvimwewo life yake inotoita nane achaona kt joko reuranda iri ihombesa aaa Varume ava vanongonakidza uchanzi love you bby murikmba kwenyu uchichengetwa nevaberek vako😭 Hope kana muine vaskana muno murikuzvinzwira dzimba dzamnoda idzi nevaye vekurara nabamkr ndofnga murikuzvinzwira kt misha inorwadza iyi
❤️ 👍 4

Comments