Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
June 21, 2025 at 05:42 PM
Hi hidey chamupupuri umm inini sekuziwa kwangu hachina kunaka. I still remember zvakamboitika kumusha kwedu chakatakura huswa hwekitchen maiwa nebody, chakayenda kumapoto kwaibikirwa chikafu chikafuchira chikafu, chikazoenda straight kugomba kumakuwa... Soo vakuru vakazoita zvavakaita ndopakazotanga kutaura munhu anga auraya mufi uyu nguva iyoyo.. Vanoziwa chivanhu chaicho vanogona kukubatsirai nhau yenyu...
👍 ❤️ 3

Comments