
Confessions🇿🇼Zm
June 21, 2025 at 06:19 PM
Hey mimie
Kuna mai avo vemurume wegirlfriend
Ini hanku lm totally against advice dzekuti kn murume akaita girlfriend or kuhura shingirira
Cz apa kn achitohura muchiziva uye achiita zvekukubhowa haana kana basa abt how u feel or even the pain that u feel in other words anenge asina basa newe
Dai achiita akahwanda pamwe taigona ku anokuda bt haaa apa hapana apa
Cz vanhu vanogona kt shingirira heee varume ndozvavari bt love inoda effort from both sides
Iye he will be out there enjoying with his girlfriend iwewe uchichema uchiita stress uchisara kumba kutoshaya peace of mind nekuda kwemunhu
Apa uchifa nenzara yebonde iye achifara zvake
Sometimes we shld learn kt some pple come and go muupenyu hwedu and accept it
Cz from the way yamataura nayo zvakabva kare izvi
Anenge achitokuita munhu akapusa
But ita zvinoda moyo wako kn uchida kushinga shinga hko
Bt haaa sometimes mulife u shld learn to make your happiness neyevana your first priority
Varume ava vanojairira vanhu ivava
❤️
💯
🙏
✅
❤
💋
25