
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 05:29 AM
Chokwadi hide ndokwatabva neko,unotozonzi ndanga ndagara ndisingakude kubva kare,otoona kuti munhu aitobhowekana nekugara newe ,,panhu ipapo ukapafunga unotadza zvekare kupinda mumarriage nekuti anokuda wacho unobva wamushaya,kuti zvino type yangu ndeipi apa,munenge maroorana kumusha chaiko basa rowanikwa mogara mutwn ,life yochinja izvo still ausi type yake,,,pamwe pacho kungozviudza kuti munyaya dzemarriage ndabuda,asi nenyaya yekuga kunamata futi Oona kuti mujolo naMwari azvipindirane,hoshaya option...ini ndakanamata kuti Mwari,mukana kuti apa ndavakuda kurarama chilife chinondidza mugehena chaimo ndotorei henyu nguva iyoyo nekuti munoziva moyo wangu nelife yandinoshuvira kugara pasi pano..
❤
❤️
2