
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 06:13 AM
Hi atete wangu
Haaaa inini ndikuona sekuti kusiya kugona kuita nani sei ndadaro...
1 ibva muchine hatano hwakakwana nokuti hpna chinorwadza kuunzirwa chirwere iwew vakagara hako.. And haamire futi kuita magerofurendi.
2 honai now makuita stress.. Nemurume iye ari kufara kunze uko imi kugarira vana nxaaa. Vana vanaamwene hamuna moyo sure..iwewe kungoita boyifurendi inosvika kwamambo nyaya ycho ahh...i know nyaya dzakawandisa dzevakadzi vanopihwa chirwere mumba vakagara. And vamwe vanozoita default matablets nekuda kwestress, depression, mental health illness, vamwe kuzotofa chaiko bz uyu bhangu haasi kumira and iye anogona kutoenda pamushonga usingaziwe.. Kana zvarwadza bvisai bhutsu yacho pane kushingirira.
✅
1