
Confessions🇿🇼Zm
June 22, 2025 at 06:43 AM
hy daku reply uyo wekuti hasi virgin but mukomana wake i virgin ...eh mai nhanha kana muchiziya henyu kut amusi kuda kuroorana its fine coz wakomana wasati warara nevakadzi awasarudze coz wada kutodzidzirawo sekisi saka wotomudzidzisa ndiwe ..but kuti iwewe urambe uchirarwa nevarume azvisi ryt dai urimumwe wazvichengeta kuitira ramangwana
🙏
1